1 Johani 5:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tinoziva kuti mumwe nomumwe akaberekwa naMwari haarambi achiita chivi; uyo akaberekwa naMwari anomuchengeta zvakanaka, uye akaipa haagoni kumukuvadza.

1 Johani 5

1 Johani 5:9-21