1 Johani 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiko kusatya kwatinako mukuswedera kwedu kuna Mwari: kuti kana tichikumbira chinhu chipi nechipi nokuda kwake, anotinzwa.

1 Johani 5

1 Johani 5:4-21