1 Johani 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isu tinobva kuna Mwari, uye ani naani anoziva Mwari anotinzwa; asi ani naani asingabvi kuna Mwari haatinzwi. Izvi ndizvo zvinoita kuti tizive mweya wechokwadi nomweya wenhema.

1 Johani 4

1 Johani 4:3-9