1 Johani 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi mweya wose usingapupuri Jesu haubvi kuna Mwari. Ndiwo mweya waandikristu, wamakanzwa kuti uri kuuya uye kunyange iye zvino watova munyika.

1 Johani 4

1 Johani 4:1-11