1 Johani 4:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu achiti, “Ndinoda Mwari,” asingadi hama yake, murevi wenhema. Nokuti ani naani asingadi hama yake yaakaona, haagoni kuda Mwari, waasina kumboona.

1 Johani 4

1 Johani 4:10-21