1 Johani 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murudo hamuna kutya. Asi rudo rwakakwana runodzinga kutya, nokuti kutya kune chokuita nokurangwa. Munhu anotya haana kukwaniswa murudo.

1 Johani 4

1 Johani 4:12-21