1 Johani 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akapupura kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari, Mwari anogara maari uye iye muna Mwari.

1 Johani 4

1 Johani 4:7-21