1 Johani 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna munhu akatongoona Mwari; asi kana tichidanana, Mwari anogara matiri, uye rudo rwake runokwaniswa matiri.

1 Johani 4

1 Johani 4:10-21