1 Johani 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Urwu ndirwo rudo: kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida uye akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro chinoyananisa zvivi zvedu.

1 Johani 4

1 Johani 4:8-16