1 Johani 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna munhu akaberekwa naMwari anoramba achiita chivi, nokuti mbeu yaMwari inogara maari; haangarambi achingotadza, nokuti akaberekwa naMwari.

1 Johani 3

1 Johani 3:1-12