1 Johani 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shamwari dzinodiwa, zvino tiri vana vaMwari, uye zvatichazova zvichigere kuzivikanwa. Asi tinoziva kuti paachaonekwa, isu tichafanana naye, nokuti tichamuona sezvaari.

1 Johani 3

1 Johani 3:1-10