1 Johani 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musaita saKaini, akanga ari wowakaipa uye akaponda munun'una wake. Uye akamuurayireiko? Nokuti mabasa ake akanga akaipa uye omunun'una wake akanga akarurama.

1 Johani 3

1 Johani 3:7-15