1 Johani 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadikani, handisi kukunyorerai murayiro mutsva asi wakare, wamakanzwa kubva pakutanga. Iwoyu murayiro wekare ndiyo mharidzo yamakanzwa.

1 Johani 2

1 Johani 2:1-15