1 Johani 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye zvino, vana vanodiwa, rambai muri maari, kuitira kuti paanoonekwa tive nokushinga uye tisinganyadziswi pamberi pake pakuuya kwake.

1 Johani 2

1 Johani 2:21-29