1 Johani 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko murevi wenhema? Ndiye munhu anoramba kuti Jesu ndiye Kristu. Munhu akadaro ndiye andikristu, anoramba Baba noMwanakomana.

1 Johani 2

1 Johani 2:19-27