1 Johani 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti zvinhu zvose zviri munyika zvinoti kuchiva kwemunhu, kuchiva kwameso uye kuzvikudza nokuda kwezvaanazvo munhu nezvaanoita, hazvibvi kuna Baba asi zvinobva kunyika.

1 Johani 2

1 Johani 2:6-17