1 Johani 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokunyorerai, madzibaba,nokuti makamuziva iye akanga aripo kubva pakutanga.Ndinokunyorerai, imi majaya,nokuti makakunda iye akaipa. Ndinokunyorerai, vana vanodikanwa, nokuti makaziva Baba.

1 Johani 2

1 Johani 2:11-17