1 Johani 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vana vangu vandinoda, ndinonyora izvi kwamuri kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine murevereri kuna Baba, Jesu Kristu, Iye Akarurama.

1 Johani 2

1 Johani 2:1-9