1 Johani 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana tichireurura zvivi zvedu, iye akatendeka uye akarurama, uye achatikanganwira zvivi zvedu agotinatsa pakusarurama kwose.

1 Johani 1

1 Johani 1:7-10