1 Johani 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iyi ndiyo mharidzo yatakanzwa kwaari uye yatinoparidza kwamuri kuti: Mwari ndiye chiedza; maari hamuna rima zvachose.

1 Johani 1

1 Johani 1:1-10